VaRoma 12:4
VaRoma 12:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti sezvatino muviri mumwe une mitezo mizhinji, uye mitezo iyi yose haina basa rimwe chete
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 12VaRoma 12:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti sezvatine mitezo mizhinji pamuviri mumwe, asi mitezo yose haina basa rimwechete
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 12VaRoma 12:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Sezvakangoita kuti mumuviri mumwechete mune mitezo mizhinji. Uye mitezo iyoyo yose haishandi basa rimwechete.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 12