VaRoma 11:8 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 11:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Mwari akavapa mweya wehope, meso kuti vasaona, nzeve kuitira kuti vasanzwa, kusvikira nanhasi uno.”
Pakurirana nevamwe
VaRoma 11 BDSCVaRoma 11:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Mwari akavapa mweya wehope; kuti varege kunzwa, kusvikira zuva ranhasi.”
Pakurirana nevamwe
VaRoma 11 SNA2002VaRoma 11:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Mŋari wakaʋapa mŋeya wehope; meso, kuti ʋarege kuʋona, nenzeʋe, kuti ʋarege kunzwa, kuȿikira zuʋa ranhasi.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 11 SUB1949VaRoma 11:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Mwari akavapa mwoyo wenhinhi namaziso okuti vasaone nenzeve dzokuti vasanzwe. Kusvikira pari nhasi.”
Pakurirana nevamwe
VaRoma 11 SCLBVaRoma 11:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Mwari akavapa mwoyo wenhinhi namaziso okuti vasaone nenzeve dzokuti vasanzwe. Kusvikira pari nhasi.”
Pakurirana nevamwe
VaRoma 11 SCLBD