Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

VaRoma 11:30 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 11:30 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Nokuti sezvo imi makanga musingateereri Mwari pane imwe nguva magamuchira ngoni zvino nokuda kwokusateerera kwavo

Pakurirana nevamwe
VaRoma 11 BDSC

VaRoma 11:30 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Nokuti semi kare makanga musingateereri Mwari, asi zvino makanzwirwa ngoni nokusateerera kwavo

Pakurirana nevamwe
VaRoma 11 SNA2002

VaRoma 11:30 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Nokuti semi kare makaŋga musiŋgatereri Mŋari, asi ɀino makanzwirwa ŋgoni nokusaterera kwaʋo

Pakurirana nevamwe
VaRoma 11 SUB1949

VaRoma 11:30 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Sezvamakangoita imi kuti makambova vanhu vasingateereri Mwari asi zvino makaitirwa tsitsi pamusana pokusateerera kwavo

Pakurirana nevamwe
VaRoma 11 SCLB

VaRoma 11:30 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Sezvamakangoita imi kuti makambova vanhu vasingateereri Mwari asi zvino makaitirwa tsitsi pamusana pokusateerera kwavo

Pakurirana nevamwe
VaRoma 11 SCLBD