VaRoma 11:28 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 11:28 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana zviri zvevhangeri, ivo vavengi nokuda kwenyu; asi kana kuri kusanangurwa, vadikanwi nokuda kwamadzibaba
Pakurirana nevamwe
VaRoma 11 BDSCVaRoma 11:28 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana iri Vhangeri, ivo vavengi vaMwari nokuda kwenyu; asi kana kuri kutsanangurwa, vadikanwi nokuda kwamadzibaba.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 11 SNA2002VaRoma 11:28 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Kana iri Evaŋgeri, iʋo ʋaʋeŋgi ʋaMŋari nokuɗa kwenyu; asi kana kuri kusanaŋgurwa, ʋaɗikanwa nokuɗa kwamadziɓaɓa.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 11 SUB1949VaRoma 11:28 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pane zveShoko Rakanaka, imhandu dzaMwari kuitira imi, asi pane zvokusarudzwa ndavapamwoyo, pamusana pamadzitateguru avo
Pakurirana nevamwe
VaRoma 11 SCLBVaRoma 11:28 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Pane zveShoko Rakanaka, imhandu dzaMwari kuitira imi, asi pane zvokusarudzwa ndavapamwoyo, pamusana pamadzitateguru avo
Pakurirana nevamwe
VaRoma 11 SCLBD