VaRoma 11:20 - Compare All Versions
VaRoma 11:20 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndizvozvo. Asi akavhuniwa nokuda kwokusatenda, uye iwe unomira nokutenda kwako. Usazvikudza, asi uve nokutya.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 11 BDSCVaRoma 11:20 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndizvozvo; vakavhuniwa nokusatenda kwavo iwe unomira nokutenda kwako. Usazvikudza, asi utye
Pakurirana nevamwe
VaRoma 11 SNA2002VaRoma 11:20 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ichokwadi ichocho. Vakadimurwa pamusana pokusatenda kwavo asi choga chinoita kuti iwe umire wakasimba, chitendero. Naizvozvo rega kuzvikudza; unofanira kutotya
Pakurirana nevamwe
VaRoma 11 SCLBDVaRoma 11:20 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ndiɀoɀo; ʋakavuniwa nokusatenda kwaʋo, iwe unomira nokutenda kwako. Usaɀikudza, asi utye
Pakurirana nevamwe
VaRoma 11 SUB1949VaRoma 11:20 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ichokwadi ichocho. Vakadimurwa pamusana pokusatenda kwavo asi choga chinoita kuti iwe umire wakasimba, chitendero. Naizvozvo rega kuzvikudza; unofanira kutotya
Pakurirana nevamwe
VaRoma 11 SCLB