VaRoma 11:1 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 11:1 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino ndinobvunza ndichiti: Mwari akarasa vanhu vake here? Kwete napaduku pose! Nokuti ini pachangu ndiri muIsraeri, chizvarwa chaAbhurahama, ndiri worudzi rwaBhenjamini.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 11 BDSCVaRoma 11:1 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndinoti, Ko Mwari wakarasa vanhu vake here? Haisva! Nokuti neniwo ndiri muIsiraeri, worudzi rwaAbhurahamu, weimba yaBhenjamini.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 11 SNA2002VaRoma 11:1 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino ndinoti: Ko Mŋari wakarasha ʋanhu ʋake here? Haiȿa! Nokuti neni ʋo ndiri muIsraeri, worudzi rwaAbrahama, weimba yaBenjamini.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 11 SUB1949VaRoma 11:1 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino ndingati Mwari akaramba vanhu vake here? Kwete handizvo. Iyeniwo ndiri muIsiraeri, chizvarwa chaAbhurahamu, ndiri wedzinza rokwaBhenjamini.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 11 SCLBVaRoma 11:1 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Zvino ndingati Mwari akaramba vanhu vake here? Kwete handizvo. Iyeniwo ndiri muIsiraeri, chizvarwa chaAbhurahamu, ndiri wedzinza rokwaBhenjamini.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 11 SCLBD