Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

VaRoma 10:6 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 10:6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Asi kururama kunobva pakutenda kunoreva kudai, “Usati mumwoyo mako, ‘Ndianiko achakwira kudenga’ (ndiko kuburutsa Kristu)

Pakurirana nevamwe
VaRoma 10 BDSC

VaRoma 10:6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Asi kururama kunobva pakutenda, kunoreva kudai, “Usati mumwoyo mako, ndianiko achakwira kudenga?” (Ndiko kuburusa Kristu;)

Pakurirana nevamwe
VaRoma 10 SNA2002

VaRoma 10:6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Asi kururama kunobva pakutenda, kunoreʋa kuɗai: Usati mumŋoyo mako: Ndianiko ucakwira kuɗeŋga? (ndiko kuɓurusa Kristu;)

Pakurirana nevamwe
VaRoma 10 SUB1949

VaRoma 10:6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Asi ururami hunobva muchitendero hunoti, usataure mumwoyo mako uchiti, “Ndiani achakwira kudenga?” (kundounza Kristu pasi pano)

Pakurirana nevamwe
VaRoma 10 SCLB

VaRoma 10:6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Asi ururami hunobva muchitendero hunoti, usataure mumwoyo mako uchiti, “Ndiani achakwira kudenga?” (kundounza Kristu pasi pano)

Pakurirana nevamwe
VaRoma 10 SCLBD