VaRoma 10:5
VaRoma 10:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mozisi anonyora pamusoro pokururama kwomurayiro, achiti, “Munhu anoita zvinhu izvi achararamiswa nazvo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 10VaRoma 10:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Mosesi anonyora achiti, “Munhu, anoita kururama, kunorehwa nomurayiro, achararama nazvo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 10VaRoma 10:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mosesi akanyora achiti, “Munhu anochengeta ururami hunobva mumutemo achararamawo nawo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 10