VaRoma 10:20 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 10:20 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Isaya, asingatyi anoti, “Ndakawanikwa navasina kunditsvaka; ndakazviratidza kuna vaya vasina kunditsvaka.”
Pakurirana nevamwe
VaRoma 10 BDSCVaRoma 10:20 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
NaIsaya, asingatyi, anoti, “Ndakawanikwa navasina kunditsvaka, Ndakaonekwa navasina kundibvunza.”
Pakurirana nevamwe
VaRoma 10 SNA2002VaRoma 10:20 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
NaIsaya, asiŋgatyi, unoti: Ndakawanikwa naʋasina‐kunditȿaka, Ndakaʋonekwa naʋasina‐kundibvunza.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 10 SUB1949VaRoma 10:20 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isaya anoitawo chivindi chokuti ndakawanikwa navavo vasina kunditsvaka ndakazviratidza kune vasina kundibvunza
Pakurirana nevamwe
VaRoma 10 SCLBVaRoma 10:20 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Isaya anoitawo chivindi chokuti ndakawanikwa navavo vasina kunditsvaka ndakazviratidza kune vasina kundibvunza
Pakurirana nevamwe
VaRoma 10 SCLBD