VaRoma 10:2 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 10:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndinovapupurira kuti vanoshingairira Mwari, asi kushingairira kwavo havakuiti nokuziva.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 10 BDSCVaRoma 10:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndinovapupurira kuti vanoshingairira Mwari, asi havaiti nokuziva.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 10 SNA2002VaRoma 10:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Nokuti ndinoʋapupurira kuti ʋanoshiŋgairira Mŋari, asi haʋaiti nokuziʋa.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 10 SUB1949VaRoma 10:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinovapupurira kuti vane shungu naMwari asi havana ruzivo
Pakurirana nevamwe
VaRoma 10 SCLBVaRoma 10:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ndinovapupurira kuti vane shungu naMwari asi havana ruzivo
Pakurirana nevamwe
VaRoma 10 SCLBD