VaRoma 10:18 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 10:18 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ndinobvunza kuti: Havana kunzwa here? Zvirokwazvo vakanzwa, nokuti: “Inzwi ravo rakasvika kunyika yose, namashoko avo kumigumo yenyika.”
Pakurirana nevamwe
VaRoma 10 BDSCVaRoma 10:18 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ndinoti, “Havana kunzwa here? Izwi ravo rakabuda kunyika yose, Namashoko avo kumigumo yenyika.”
Pakurirana nevamwe
VaRoma 10 SNA2002VaRoma 10:18 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Asi ndinoti: Haʋanakunzwa here? Hoŋo, ɀirokwaɀo, Inzwi raʋo rakaɓuɗa kunyika yose, Namashoko aʋo kumigumo yenyika.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 10 SUB1949VaRoma 10:18 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi zvandinobvunza ndezvokuti havana kunzwa here? Zvirokwazvo vakanzwa, nokuti izwi ravo rakaenda pasi pose mazwi avo akasvika kwakaperera nyika.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 10 SCLBVaRoma 10:18 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Asi zvandinobvunza ndezvokuti havana kunzwa here? Zvirokwazvo vakanzwa, nokuti izwi ravo rakaenda pasi pose mazwi avo akasvika kwakaperera nyika.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 10 SCLBD