VaRoma 10:15
VaRoma 10:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vachaparidza seiko, kana vasingatumwi? Sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Dzakanaka sei tsoka dzavanouya namashoko omufaro ezvinhu zvakanaka?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 10VaRoma 10:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye vangaparidza seiko kana vasina kutumwa? Sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Dzakanaka sei tsoka dzavanouya namashoko akanaka!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 10VaRoma 10:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vachaparidza seiko, kana vasingatumwi? Sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Dzakanaka sei tsoka dzavanouya namashoko omufaro ezvinhu zvakanaka?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 10VaRoma 10:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vanhu vangaparidze sei ivo vasina kutumwa sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Hakusi kunaka ikoko, kwakaita tsoka dzavanoparidza Shoko Rakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 10