VaRoma 10:11
VaRoma 10:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Sezvinorehwa noRugwaro ruchiti: “Ani naani anotenda kwaari haanganyadziswi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 10VaRoma 10:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Rugwaro runoti, “Aninaani anotenda kwaari, haanganyadziswi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 10VaRoma 10:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Magwaro Matsvene anoti hapana anotenda maari achanyadziswa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 10