VaRoma 1:8 - Enzanisa Shanduro Dzose
VaRoma 1:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakutanga, ndinovonga Mwari wangu muna Jesu Kristu pamusoro penyu mose, nokuti kutenda kwenyu kunoparidzwa panyika yose.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 1 BDSCVaRoma 1:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakutanga, ndinovonga Mwari wangu muna Jesu Kristu, pamusoro penyu mose, nokuti kutenda kwenyu kunoparidzirwa panyika yose.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 1 SNA2002VaRoma 1:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Pakutaŋga, ndinoʋoŋga Mŋari waŋgu munaJesu Kristu, pamsoro penyu mose, nokuti kutenda kwenyu kunoparidzirwa panyika yose.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 1 SUB1949VaRoma 1:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pokutanga ndinotenda Mwari wangu nokuna Jesu Kristu. Ndinoitira izvi imi mose pamusana pokuti chitendero chenyu chiri kutaurwa pasi pose.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 1 SCLBVaRoma 1:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Pokutanga ndinotenda Mwari wangu nokuna Jesu Kristu. Ndinoitira izvi imi mose pamusana pokuti chitendero chenyu chiri kutaurwa pasi pose.
Pakurirana nevamwe
VaRoma 1 SCLBD