VaRoma 1:5-6
VaRoma 1:5-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kubudikidza naye uye nokuda kwezita rake, takagamuchira nyasha noupostori, kuti tidane vanhu kubva pakati pavaHedheni vose kuti vave nokuteerera kunobva pakutenda. Uye nemiwo muri pakati paavo vakadanwa kuti muve vaJesu Kristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 1VaRoma 1:5-6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
watakagamuchira naye nyasha nohupostori, kuti pakati pavahedheni vose, pave nokuteerera kwokutenda nokuda kwezita rake; nemiwo muri pakati pavo, makadanwa kuti muve vaJesu Kristu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 1VaRoma 1:5-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokwaari ndakagamuchira nyasha dzebasa rokutumwa somupositori kuti ndiunze vanhu vamarudzi ose mukuteerera kwechitendero muzita rake pamwechete nemi makadaidzwa kuti muve vanhu vaJesu Kristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 1