VaRoma 1:3-4
VaRoma 1:3-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
pamusoro poMwanakomana wake, uyo pakuberekwa kwake somunhu akanga ari chizvarwa chaDhavhidhi, uye akaratidzwa nesimba kubudikidza naMweya Mutsvene kuti ndiye Mwanakomana waMwari, nokumuka kwake kubva kuvakafa: Jesu Kristu Ishe wedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 1VaRoma 1:3-4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
zvoMwanakomana wake, akabva kurudzi rwaDhavhidhi panyama, akaratidzwa nesimba paMweya woutsvene, kuti ndiye Mwanakomana waMwari, nokumuka kwake kuvakafa; ndiye Jesu Kristu, Ishe wedu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 1VaRoma 1:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Rinotaura nezvoMwanakomana wake wechizvarwa chaDhavhidhi panyama. Pane zvokuera kwemweya wake, iye Jesu Kristu Tenzi wedu, akanzi Mwanakomana waMwari pasimba pamusana pokumuka kwaakaita kuvafi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 1