Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaRoma 1:3 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 1:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

pamusoro poMwanakomana wake, uyo pakuberekwa kwake somunhu akanga ari chizvarwa chaDhavhidhi

Pakurirana nevamwe
VaRoma 1 BDSC

VaRoma 1:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

zvoMwanakomana wake, akabva kurudzi rwaDhavhidhi panyama

Pakurirana nevamwe
VaRoma 1 SNA2002

VaRoma 1:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

ɀoMŋanakomana wake, wakabva kurudzi rwaDavidi panyama

Pakurirana nevamwe
VaRoma 1 SUB1949

VaRoma 1:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Rinotaura nezvoMwanakomana wake wechizvarwa chaDhavhidhi panyama.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 1 SCLB

VaRoma 1:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Rinotaura nezvoMwanakomana wake wechizvarwa chaDhavhidhi panyama.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 1 SCLBD