Skip to content
Logo yeApp yeBhaibheri

VaRoma 1:29 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 1:29 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vakazadzwa nokusarurama kworudzi rwose, kuipa, makaro nokurasika. Vakazara negodo, umhondi, nokukakavara, unyengeri nokuvenga. Vane makuhwa

Pakurirana nevamwe
VaRoma 1 BDSC

VaRoma 1:29 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

vakazadzwa nokusarurama kwose; nokuipa, noruchiva, nokuvenga; vakazara negodo, nokuuraya, norukave, nokunyengera, nechinya; vanhu vanoita zeve-zeve

Pakurirana nevamwe
VaRoma 1 SNA2002

VaRoma 1:29 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

ʋakazadzwa nokusarurama kwose, nokuipa, noruciʋa, nokuʋeŋga; ʋakazara negoɗo, nokuʋuraya, norukaʋe, nokunyeŋgera, necinya; ʋanhu ʋanoita zeʋe‐zeʋe

Pakurirana nevamwe
VaRoma 1 SUB1949

VaRoma 1:29 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vakazara nouipi hose hunoti umambara ruchiva noutsinye. Vazere nokusafarira zvakanaka zvavamwe noumhondi nounyengedzi, nouipi hwakakomba nokurevana

Pakurirana nevamwe
VaRoma 1 SCLB

VaRoma 1:29 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vakazara nouipi hose hunoti umambara ruchiva noutsinye. Vazere nokusafarira zvakanaka zvavamwe noumhondi nounyengedzi, nouipi hwakakomba nokurevana

Pakurirana nevamwe
VaRoma 1 SCLBD