VaRoma 1:25
VaRoma 1:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakatsinhanisa zvokwadi yaMwari nenhema, vakanamata uye vakashumira zvisikwa panzvimbo yoMusiki, iye anokudzwa nokusingaperi. Ameni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 1VaRoma 1:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Avo vakatsinhanha zvokwadi yaMwari nenhema, vakanamata nokushumira zvisikwa kupfura Musiki, iye anokudzwa nokusingaperi. Ameni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 1VaRoma 1:25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti vakatsinhanisa chokwadi chaMwari nenhema. Vakanamata vakashandira chisikwa panokunamata nokushandira musiki anofanira kurumbidzwa nokusingaperi Ameni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 1