VaRoma 1:22-23
VaRoma 1:22-23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kunyange zvavo vachizviti vakachenjera, vakava mapenzi uye vakashandura kubwinya kwaMwari asingafi vakakuita mifananidzo yakaitwa somunhu anofa, shiri, mhuka nezvinokambaira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 1VaRoma 1:22-23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vachiti, takachenjera, vakava mapenzi; vakashandura kubwinya kwaMwari asingafi, vakakuita mufananidzo wakafanana nomunhu anofa, neshiri, nemhuka dzina makumbo mana, nezvinokambaira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 1VaRoma 1:22-23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vaizviti vakachenjera asi vakava mapenzi. Mbiri yaMwari asingafi vakaitsinhanisa nezvifananidzo zvakaita savanhu zvavo vanofa kana seshiri kana somhuka kana sezvinozvova napasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 1