Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaRoma 1:22 - Enzanisa Shanduro Dzose

VaRoma 1:22 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Kunyange zvavo vachizviti vakachenjera, vakava mapenzi

Pakurirana nevamwe
VaRoma 1 BDSC

VaRoma 1:22 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Vachiti, takachenjera, vakava mapenzi

Pakurirana nevamwe
VaRoma 1 SNA2002

VaRoma 1:22 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ʋaciti, takacenjera, ʋakaʋa mapenzi

Pakurirana nevamwe
VaRoma 1 SUB1949

VaRoma 1:22 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vaizviti vakachenjera asi vakava mapenzi.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 1 SCLB

VaRoma 1:22 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vaizviti vakachenjera asi vakava mapenzi.

Pakurirana nevamwe
VaRoma 1 SCLBD