VaRoma 1:21
VaRoma 1:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti kunyange zvavo vaiziva Mwari, havana kumukudza saMwari kana kumuvonga, asi kufunga kwavo kwakava kusina maturo uye mwoyo yavo, isina zivo, yakasvibiswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 1VaRoma 1:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
nokuti vaiziva Mwari, asi havana kumukudza saMwari, kana kumuvonga; asi vakafunga zvisina maturo nemwoyo yavo isina zivo, ikasvibiswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 1VaRoma 1:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chiripo ndechokuti kunyange vaiziva zvavo Mwari havana kumurumbidza saMwari kana kumutenda asi kufunga kwavo hakuna zvakwakabatsira. Pfungwa dzavo dzisina maturo dzakadzimaidzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 1