VaRoma 1:18
VaRoma 1:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kutsamwa kwaMwari kunoratidzwa kuchibva kudenga pamusoro pokusada Mwari kwose nokusarurama kwose kwavanhu vanodzivisa chokwadi nokusarurama kwavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 1VaRoma 1:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti kutsamwa kwaMwari kunoratidzwa, kuchibva kudenga, pamusoro pokusada Mwari kwose nokusarurama kwavanhu, vanodzivisa chokwadi nokusarurama
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 1VaRoma 1:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hasha dzaMwari dzinoratidzwa pachena dzichibva kudenga dzakanangana nokusanamata Mwari kose nouipi hwavanhu vanombunyikidza chokwadi vachishandisa zvakaipa zvavo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 1