VaRoma 1:17
VaRoma 1:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti muvhangeri, kururama kwaMwari kunoratidzwa kuchibva pakutenda kuchienda kukutenda, sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Akarurama achararama nokutenda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 1VaRoma 1:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti mairi kururama kwaMwari kunoratidzwa kunobva pakutenda kuchienda kukutenda; sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Akarurama achararama nokutenda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 1VaRoma 1:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti mariri, kururama kwaMwari kunoratidzwa pachena nechitendero chinobvira pokutanga kusvikira pokupedzisira sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Munhu anoruramiswa nechitendero achararama.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 1