VaRoma 1:14
VaRoma 1:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndine mungava kuna vose vaGiriki navasiri vaGiriki, vose vakachenjera navasina kuchenjera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 1VaRoma 1:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndine ngava kuvaGiriki nokuvatorwa, kuvakachenjera navasina kuchenjera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 1VaRoma 1:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndine zvandinosungirwa kuitira vose vechiGiriki navasiri vaGiriki nokunavakangwara nokuna vasina kungwara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 1