Zvakazarurwa 8:5
Zvakazarurwa 8:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo mutumwa akatora mudziyo wezvinonhuhwira, akauzadza nomoto waibva paaritari, akaukanda panyika; uye ipapo kwakaita mabhananʼana, maungira okutinhira, kupenya kwemheni nokudengenyeka kwenyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 8Zvakazarurwa 8:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mutumwa akatora mudziyo wezvinonhuwira, akauzadza nomoto wearitari, akaukandira panyika; ipapo kwakauya kutinhira, namazwi, nemheni, nokudengenyeka kwenyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 8Zvakazarurwa 8:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mutumwa akazotora bisiro riya akarizadza nomoto waibva paatari akarikanda panyika pakava nokudhiriridza kwemheni namabhanan'ana nokupenya kwemheni nokundengendeka kwapasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 8