Zvakazarurwa 8:2
Zvakazarurwa 8:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye ndakaona vatumwa vanomwe vanomira pamberi paMwari, uye vakapiwa hwamanda nomwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 8Zvakazarurwa 8:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo ndakaona vatumwa vanomwe vamire pamberi paMwari; vakapiwa hwamanda nomwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 8Zvakazarurwa 8:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndipo pandakaona vatumwa vanomwe vaya vanomira pamberi paMwari. Vakapiwa mabhosvo manomwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 8