Zvakazarurwa 8:1
Zvakazarurwa 8:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akati azarura chisimbiso chechinomwe, kwakava nokunyarara kudenga kwenguva inenge hafu yeawa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 8Zvakazarurwa 8:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Wakati azarura chisimbiso chechinomwe, kunyarara kukavapo kudenga kunenge sehafu yenguva.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 8Zvakazarurwa 8:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hwayana payakakwatanura namo yechinomwe kwakanyararwa kudenga kwehafu yeawa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 8