Zvakazarurwa 6:6
Zvakazarurwa 6:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo ndakanzwa kurira kwainge inzwi pakati pezvisikwa zvipenyu zvina richiti, “Chiyero chegorosi ndicho mubayiro webasa rezuva rimwe chete, uye zviyero zvitatu zvebhari ndizvo mubayiro webasa rezuva rimwe chete, uye musakanganisa mafuta newaini!”

Zvakazarurwa 6:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndikanzwa izwi pakati pezvisikwa zvipenyu zvina, richiti, “Chiyero chezviyo chichatengwa nedhenari, nezviyero zvitatu zvebhari nedhenari; usatadzira mafuta newaini.”
Zvakazarurwa 6:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakazonzwa chimwe chainge izwi pakati pezvisikwa zvipenyu zviya chichiti, “Rita yekoroni ndiwo muripo uchapiwa munhu pazuva marita matatu ebhari ndiwo muripo uchapiwa munhu pazuva asi mafuta newaini usazvibate–bate.”
Zvakazarurwa 6:6 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ndikanzwa inzwi pakati peɀisikwa ɀipenyu ɀinna, riciti: Ciyero ceɀiyo cicateŋgwa nedenari, neɀiyero ɀitatu ɀebari nedenari; usatadzira mafuta newaini.
Zvakazarurwa 6:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)