Zvakazarurwa 6:3
Zvakazarurwa 6:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Gwayana rakati razarura chisimbiso chechipiri, ndakanzwa chisikwa chipenyu chechipiri chichiti, “Uya!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 6Zvakazarurwa 6:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati azarura chisimbiso chechipiri, ndikanzwa chisikwa chipenyu chechipiri chichiti, “Uya!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 6Zvakazarurwa 6:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Paakakwatanura namo yechipiri ndakanzwa chisikwa chipenyu chechipiri chichiti, “Uya.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 6