Zvakazarurwa 3:5
Zvakazarurwa 3:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Anokunda achaita saivo, achashongedzwa nguo chena. Handingazodzimi zita rake kubva mubhuku roupenyu, asi ndichapupura zita rake pamberi paBaba vangu navatumwa vavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 3Zvakazarurwa 3:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Anokunda, achapfekedzwa saizvozvo nguo chena; handingatongodzimi zita rake pabhuku youpenyu, ndichapupura zita rake pamberi paBaba vangu, napamberi pavatumwa vake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 3Zvakazarurwa 3:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Uyo anokunda achapfeka saizvozvo hanzu chena uye zita rake mubhuku roupenyu handizoripfudzi. Pamberi pababa vangu napamberi pavatumwa vake, ndichapupurira zita rake kuti ndowedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 3