Zvakazarurwa 3:20
Zvakazarurwa 3:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndiri pano! Ndimire pamusuo ndichigogodza. Kana munhu akanzwa inzwi rangu akazarura musuo, ndichapinda ndigodya naye, uye iye neni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 3Zvakazarurwa 3:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Tarira, ndimire pasuo, ndichigogodza; kana munhu akanzwa izwi rangu, akazarura musuo, ndichapinda kwaari, ndicharayira naye, naiye neni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 3Zvakazarurwa 3:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tarisa uone ndimire pamusuo ndichigogodza, kana munhu akanzwa izwi rangu akazarura musuo ndichapinda maari ndigodya naye iye achidya neni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 3