Zvakazarurwa 22:12-13
Zvakazarurwa 22:12-13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Tarirai, ndiri kukurumidza kuuya! Mubayiro wangu ndinawo, uye ndichapa mumwe nomumwe maererano nezvaakaita. Ndini Arifa naOmega, wokutanga newokupedzisira, kutanga nokuguma.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 22Zvakazarurwa 22:12-13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Tarirai, ndinokurumidza kuuya; mubayiro wangu ndinawo, kuti ndipe mumwe nomumwe sezvaakabata. Ndini Arifa neOmega, wokutanga nowokupedzisira, kutanga nokuguma.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 22Zvakazarurwa 22:12-13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Asi ndiri kuuya nokukurumidza ndakatakura mubayiro wangu kuti ndizopa munhu wose zvakaenzanirana nezvaakaita. Ndini Arifa naOmega ndini wokutanga nowokupedzisira ndini mavambo namagumo ezvinhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 22