Zvakazarurwa 21:27
Zvakazarurwa 21:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hakuna chinhu chine tsvina chichazopinda imomo, uye kana upi zvake anoita zvinonyadzisa kana zvounyengeri, asi avo chete vana mazita akanyorwa mubhuku roupenyu reGwayana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 21Zvakazarurwa 21:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hakuna chinhu chine tsvina chichazopinda imomo, uye kana upi zvake anoita zvinonyadzisa kana zvounyengeri, asi avo chete vana mazita akanyorwa mubhuku roupenyu reGwayana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 21Zvakazarurwa 21:27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mukati maro hamungatongopindi chinhu chinosvibisa, kana chinonyangadza, kana chine nhema; asi avo bedzi vakanyorwa mubhuku yohupenyu yeGwayana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 21Zvakazarurwa 21:27 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hakuna chakan'ora chichapinda mariri kana ani zvake anoita zvisingadiwi naMwari kana anonyengedza kusiya chete vakanyorwa mubhuku roupenyu reHwayana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 21