Zvakazarurwa 20:1
Zvakazarurwa 20:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye ndakaona mutumwa achiburuka kubva kudenga, ane kiyi dzokugomba rakadzika zvisina mugumo uye akanga akabata ngetani huru muruoko rwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 20Zvakazarurwa 20:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino ndakaona mutumwa achiburuka kudenga, ane kiyi yegomba rakadzika-dzika, nengetani huru muruoko rwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 20Zvakazarurwa 20:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakazoona mumwe mutumwa achiburuka kudenga akabata muruoko rwake kiyi yegomba risina parinoperera nengetani huru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 20