Zvakazarurwa 2:5
Zvakazarurwa 2:5 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Naiɀoɀo raŋgarira pawakawa, utendeʋuke, ugoita maɓasa ako okutaŋga; kana usiŋgaiti saiɀoɀo, ndicaʋuya kwauri, ndikabvisa cigadziko cako comŋenje panɀimbo yaco, kana usiŋgatendeʋuki.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 2Zvakazarurwa 2:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rangarira pawakawa! Tendeuka uite zvinhu zvawakanga uchiita pakutanga. Kana usingatendeuki, ndichauya kwauri ndigobvisa chigadziko chako chomwenje panzvimbo yacho.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 2Zvakazarurwa 2:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo rangarira pawakawa, utendeuke, ugoita mabasa ako okutanga; kana usingaiti saizvozvo, ndichauya kwauri; ndikabvisa chigadziko chako chomwenje panzvimbo yacho, kana usingatendeuki.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 2Zvakazarurwa 2:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo rangarira pawakakoromoka upinduke uite mabasa awaiita pakutanga. Kana usina kuita saizvozvo, ndichauya kwauri ndigobvisa chigadzikiro chomwenje wako panzvimbo pacho kusatoti watendeuka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 2