Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zvakazarurwa 17:15 - Compare All Versions

Zvakazarurwa 17:15 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ipapo mutumwa akati kwandiri, “Mvura zhinji yawaona, panogara chifeve, ndiwo marudzi, navazhinji zhinji, nendudzi nemitauro mizhinji.

Pakurirana nevamwe
Zvakazarurwa 17 BDSC

Zvakazarurwa 17:15 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino akati kwandiri, “Mvura yawaona, inogarwa nemhombwe, ndivo vanhu, navazhinji, namarudzi, nendimi.

Pakurirana nevamwe
Zvakazarurwa 17 SNA2002

Zvakazarurwa 17:15 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Mutumwa akanditi, “Mvura yawaona panga pagere chifeve chiya, vanhu nemhomho yavanhu namarudzi nendimi.

Pakurirana nevamwe
Zvakazarurwa 17 SCLBD

Zvakazarurwa 17:15 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino akati kwandiri: Mvura yawaʋona, inogarwa nemhombge, ndiʋo ʋanhu, naʋazhinji, namarudzi, nendimi.

Pakurirana nevamwe
Zvakazarurwa 17 SUB1949

Zvakazarurwa 17:15 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Mutumwa akanditi, “Mvura yawaona panga pagere chifeve chiya, vanhu nemhomho yavanhu namarudzi nendimi.

Pakurirana nevamwe
Zvakazarurwa 17 SCLB