Zvakazarurwa 17:10
Zvakazarurwa 17:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pane madzimambo manomwewo. Vashanu vakawa, mumwe chete aripo, mumwe wacho haasati auya; asi paanouya, anofanira kugara kwechinguva chiduku.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 17Zvakazarurwa 17:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndiwo madzimambo manomwe; vashanu vawa, mumwe aripo, mumwe agere kusvika; kana achisvika, anofanira kugara chinguva chiduku.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 17Zvakazarurwa 17:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
uyewo kune madzimambo manomwe. Vashanu vavo vakatofa. Mumwe wavo ndiye ari kutonga mumwe haasati atouya asi kana auya achatonga kwechinguvana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 17