Zvakazarurwa 14:9
Zvakazarurwa 14:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mutumwa wechitatu akavatevera uye akati nenzwi guru: “Kana munhu achinamata chikara nechifananidzo chacho uye akapiwa mucherechedzo wacho pahuma kana pamaoko
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 14Zvakazarurwa 14:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo mumwe mutumwa wechitatu akatevera, akati nezwi guru, “Kana munhu akanamata chikara nomufananidzo wacho, nokugamuchira chiratidzo pahuma yake kana paruoko rwake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 14Zvakazarurwa 14:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mumwezve mutumwa wechitatu akavatevera achiti nezwi guru, “Kana munhu akanamata chikara nechifananidzo chacho achiiswa mucherechedzo pahuma yake kana paruoko rwake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 14