Zvakazarurwa 13:16
Zvakazarurwa 13:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Chakamanikidza munhu wose, muduku nomukuru, mupfumi nomurombo, akasununguka nomutapwa, kuti vapiwe mucherechedzo paruoko rwavo rworudyi kana pahuma yavo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 13Zvakazarurwa 13:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Chinomanikidza vose, vaduku navakuru, vafumi navarombo, vakasununguka navaranda, kuti vapiwe chiratidzo muruoko rwavo rworudyi, kana pahuma yavo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 13Zvakazarurwa 13:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Uye chinoitawo kuti vose vakuru navaduku, vapfumi navarombo vose vakasununguka navarandawo, vaiswe mucherechedzo paruoko rworwudyi kana pahuma.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 13