Mapisarema 96:4 - Compare All Versions
Mapisarema 96:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Jehovha mukuru uye anofanira kurumbidzwa, iye anofanira kutyiwa pamusoro pavamwari vose.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 96 BDSCMapisarema 96:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jehovha mukuru, anofanira kurumbidzwa kwazvo; Anofanira kutyiwa kupfuura vamwari vose.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 96 SNA2002Mapisarema 96:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Nokuti TENZI mukuru, anofanira kurumbidzwa chaizvo pavamwari vose ndiye anofanira kutyiwa.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 96 SCLBDMapisarema 96:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Nokuti Jehova mukuru, unofanira kurumbidzwa kwaɀo; Unofanira kutyiwa kupfuʋura ʋamŋari ʋose.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 96 SUB1949Mapisarema 96:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti TENZI mukuru, anofanira kurumbidzwa chaizvo pavamwari vose ndiye anofanira kutyiwa.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 96 SCLB