Mapisarema 94:17
Mapisarema 94:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Dai Jehovha asina kundibatsira, ndingadai ndakakurumidza kugara parunyararo rworufu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 94Mapisarema 94:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Dai Jehovha aisava mubatsiri wangu, Mweya wangu ungadai wakakurumidza kugara pakati mwii.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 94Mapisarema 94:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Dai ndisina kutozobatsirwawo zvangu naTENZI ndingadai ndavakutogara kunyika yorunyararo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 94