Mapisarema 94:14
Mapisarema 94:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti Jehovha haangarambi vanhu vake; haangambosiyi nhaka yake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 94Mapisarema 94:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Jehovha haangarashi vanhu vake, Uye haangasiyi nhaka yake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 94Mapisarema 94:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti TENZI haafuratiri vanhu vake haangarasi nhaka yake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 94