Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 94:11 - Compare All Versions

Mapisarema 94:11 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Jehovha anoziva mirangariro yavanhu; anoziva kuti haina maturo.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 94 BDSC

Mapisarema 94:11 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Jehovha anoziva kufunga kwavanhu, Kuti hazvina maturo.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 94 SNA2002

Mapisarema 94:11 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Jehova unoziʋa kufuŋga kwaʋanhu, Kuti haɀinamaturo.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 94 SUB1949

Mapisarema 94:11 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

TENZI anoziva pfungwa dzavanhu kuti dzinongova femo zvaro.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 94 SCLB

Mapisarema 94:11 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

TENZI anoziva pfungwa dzavanhu kuti dzinongova femo zvaro.

Pakurirana nevamwe
Mapisarema 94 SCLBD