Mapisarema 92:4 - Compare All Versions
Mapisarema 92:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti munondifadza namabasa enyu, imi Jehovha; ndinoimba nomufaro nokuda kwamabasa amaoko enyu.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 92 BDSCMapisarema 92:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti imi, Jehovha, makandifadza nezvamakaita; Ndichafara kwazvo namabasa amaoko enyu.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 92 SNA2002Mapisarema 92:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Nokuti imi, Jehova, makandifadza neɀamakaita; Ndicafara kwaɀo namaɓasa amaʋoko enyu.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 92 SUB1949Mapisarema 92:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti imi TENZI makaita kuti ndifare nebasa renyu. Ndinopururudzira basa ramaoko enyu norufaro.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 92 SCLBMapisarema 92:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Nokuti imi TENZI makaita kuti ndifare nebasa renyu. Ndinopururudzira basa ramaoko enyu norufaro.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 92 SCLBD