Mapisarema 91:15
Mapisarema 91:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Achadana kwandiri, uye ndichamupindura; ndichava naye pakutambudzika, ndichamurwira uye ndichamukudza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 91Mapisarema 91:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye achadana kwandiri, ndichamupindura; Ini ndichava naye pakutambudzika; Ndichamurwira, nokumukudza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 91Mapisarema 91:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akadana kwandiri ndichamupindura; ndichava naye munhamo; ndichamununura ndichimuremekedza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 91