Mapisarema 9:17
Mapisarema 9:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vakaipa vanodzokera kuguva, idzo ndudzi dzose dzinokanganwa Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 9Mapisarema 9:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakaipa vachadzokera kuSheori, Ivo vahedheni vose, vakakanganwa Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 9Mapisarema 9:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakaipa vachadzokera kunzvimbo yavakafa. Marudzi ose anokanganwa Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 9