Mapisarema 9:12
Mapisarema 9:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti iye anotsiva ropa anorangarira; haashayiri hanya kuchema kwavanotambudzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 9Mapisarema 9:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti iye, anotsiva ropa, anovarangarira; Haakanganwi kuchema kwavarombo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 9Mapisarema 9:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti, iye, anotsividza ropa radeurwa, anovayeuka. Haakanganwi kuchema kwavari munhamo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 9