Mapisarema 89:47 - Compare All Versions
Mapisarema 89:47 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rangarirai kuti upenyu hwangu hunopfuura sei. Nokuti makasikira vanhu vose zvisina maturo!
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 89 BDSCMapisarema 89:47 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa, rangarirai kuti nguva yangu ipfupi kwazvo; Kuti makasikira vana vavanhu vose zvinhu zvisina maturo kwazvo!
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 89 SNA2002Mapisarema 89:47 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Yeukai kupfupika kwakaita upenyu hwangu chamakasikira munhu unobva wachishaya.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 89 SCLBDMapisarema 89:47 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Haiwa, raŋgarirai kuti ŋguʋa yaŋgu ifupi kwaɀo; Kuti makasikira ʋana ʋaʋanhu ʋose ɀinhu ɀisinamaturo kwaɀo!
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 89 SUB1949Mapisarema 89:47 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Yeukai kupfupika kwakaita upenyu hwangu chamakasikira munhu unobva wachishaya.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 89 SCLB