Mapisarema 88:7
Mapisarema 88:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hasha dzenyu dzinorema kwazvo pamusoro pangu, makandifukidza namafungu enyu ose. Sera
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 88Mapisarema 88:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Hasha dzenyu dzinorema kwazvo pamusoro pangu, Makanditambudza namafungu enyu ose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 88Mapisarema 88:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kunditsamwira kwenyu kunondiremera munonditsimbirira namasaisai enyu. Dzepfunde.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 88